Music Video

Vanoti Pedzera Mashoko
Watch {trackName} music video by {artistName}

Credits

PERFORMING ARTISTS
System Tazvida
System Tazvida
Vocals
Chazezesa Challengers
Chazezesa Challengers
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
System Tazvida
System Tazvida
Songwriter

Lyrics

Vanondida, vanondida ndakadaro Vanondida, vanondida ndakadaro Vanondivenga, vanondivenga ndakadaro Vanondivenga, vanondivenga ndakadaro Vanondida, vanondida ndakadaro Vanondida, vanondida ndakadaro Vanondivenga, vanondivenga ndakadaro Vanondivenga, vanondivenga ndakadaro Usamanikidzwe kundida iwe Usamanikidzwe kundida iwe Usamanikidzwe kundida iwe Usamanikidzwe kundida iwe Wandinoda ndinomuda akadaro Wandinoda ndinomuda akadaro Anondida, anondida ndakadaro Anondida, anondida ndakadaro Handimanikidzwe kumuda uyo Handimanikidzwe kumuda uyo Haamanikidzwe kundida uyo Haamanikidzwe kundida uyo Unozviziva ishanje idzo Ndinozviziva ishanje idzo Ndinozviziva ishanje idzo Ndinozviziva ishanje Vasina godo havadaro Vasina shanje havadaro Vasina godo havadaro Vasina shanje havadaro Hona veshanje vauya Ndati veshanje vauya Hona veshanje vauya Ndati veshanje vauya Wandinoda ndinomuda akadaro Wandinoda ndinomuda akadaro Anondida, anondida ndakadaro Anondida, anondida ndakadaro Handimanikidzwe kumuda uyo Handimanikidzwe kumuda uyo, iye iyeye Haamanikidzwe kundida uyo Haamanikidzwe kundida uyo iye iyeye Anondida ndakadaro mwana uyo Anondida ndakadaro mwana uyo Ndinomuda akadaro dhiya uyo Ndinomuda akadaro dhiya uyo Unondida ndakadaro mwana uyo Unondida ndakadaro mwana uyo Ndinomuda akadaro dhiya uyo Ndinomuda akadaro dhiya uyo Wozondinyora pachipfuva mwana iwe Kuti vese vagoziva ava Kuti ini ndiri wako zvachose Wozondinyora pachipfuva mwana iwe Kuti vese vagoziva ava Kuti ini ndiri wako zvachose Ndichakunyora pachipfuva mwana iwe Kuti vese vagoziva ava Kuti ini ndiri wako zvachose Ndichakunyora pachipfuva mwana iwe Kuti vese vagoziva ava Kuti ini ndiri wako zvachose Ndichakunyora kuti smoko mwana iwe Kuti vese vagoziva ava Kuti ini ndiri wako zvachose Ndichakunyora kuti smoko mwana iwe Kuti vese va-
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out