Lyrics

Bundu rerudo randivava dhiya Bundu rerudo randivava mudiwa Bundu rerudo randivava dhiya Bundu rerudo randivava mudiwa Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa Kure kwegava ndokusina mutsubvu Kure kwerudo ndokusina mudiwa Kure kwegava ndokusina mutsubvu Kure kwerudo ndokusina mudiwa Bundu rerudo randivava dhiya Bundu rerudo randivava mudiwa Bundu rerudo randivava dhiya Bundu rerudo randivava mudiwa Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa Kure kwegava ndokusina mutsubvu Kure kwerudo ndokusina mudiwa Kure kwegava ndokusina mutsubvu Kure kwerudo ndokusina mudiwa Vari kuno havazive Mabhebhi ekuno haazive kundikwenya Vari kuno havazive Bhebhi rekuno harizive kundikwenya Vari kuno havazive Mabhebhi ekuno haazive kundikwenya Ndovaudza vandikwenye vondimara Ndovaudza vanditsvode vondisvipira Ndovaudza vandikwenye vondimara Ndovaudza vanditsvode vondisvipira Ndovaudza vandikwenye vondimara Ndovaudza vanditsvode vondisvipira Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa Hazvina mhosva kuti kunokwirwa ndege Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya Hazvina mhosva kuti kunokwirwa ndege Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa Hazvina mhosva mabhazi mangani ndisvike Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya Hazvina mhosva mabhazi mangani ndisvike Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa Hazvina mhosva mitunhu mingani netsoka Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya Hazvina mhosva mitunhu mingani netsoka Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa Handingarupe vamwe rudo rwako Handingarupe vamwe vasingageze Handingarupe vamwe rudo rwako Handingarupe vamwe vasingageze Handingarupe vamwe rudo rwako Handingarupe vamwe vasingageze Handingarupe vamwe rudo rwako Handingarupe vamwe vasingageze avo Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa Ndichauya ikoko uzondikwenya dhiya Ndichauya ikoko uzondikwenya mudiwa Ndikakufunga dhiya moyo wangu worwadza Ndikakufunga dhiya moyo wangu worwadza Ndikakufunga lavhi moyo wangu chigumbu Swedera pedyo dhiya moyo wangu chigumbu Swedera pedyo lavhi undikwenyekwenye Vari kuno havazive Bhebhi rekuno harizive kundikwenya Vari kuno havazive Bhebhi rekuno harizive kundikwenya
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out