Lyrics

Ndinogara ndichingochema Ndinogara ndakasuwa ndarangarira baba vangu Vakandisiya kare kare Ndinogara ndichingochema Ndinogara ndakasuwa ndarangarira mukoma vangu Vakandisiya kare kare Rufu here vasikana imi? Ndinogara ndakasuwa ndarangarira baba vangu Vakandisiya kare kare Rufu here vakomana imi? Ndinogara ndakasuwa ndarangarira mukoma vangu Vakandisiya kare kare Rufu here hamawe? Ndinogara ndakasuwa ndarangarira mukoma vangu Vakandisiya kare kare Nhamo here hamawe? Ndinogara ndakasuwa ndianiko varumewe Angandipawo kani rugare Dai baba vangu varipo varumewe Ndingadai ndiine andondipawo Mazano iwawa ndirarame Dai baba vangu varipo varumewe Ndingadai ndiine andondipawo Mazano iwawa ndirarame Dai mukoma vangu varipo varumewe Ndingadai ndiine andondipawoka Mazano iwawa ndirarame Dai mukoma vangu varipo varumewe Ndingadai ndiine andondipawoka Mazano iwawa ndirarame Kobva chiuya mudiwa wangu undinyaradzewoka ndasara ndega (Munyaradzi wangu wauya) Kobva chiuya mudiwa wangu undinyaradzewoka ndasara ndega (Munyaradzi wangu ndiyeyu) Nherera yenyikaka vanongondishora (munyaradzi wangu wauya) Nherera yenyikaka vachingondinyomba (munyaradzi wangu ndiyeyu) Nherera yenyikaka vanongondishora (munyaradzi wangu wauya) Nherera yenyikaka vachingondinyomba (munyaradzi wangu ndiyeyu) Nherera yenyikaka vanongondishora (munyaradzi wangu wauya) Nherera yenyikaka vachingondinyomba (munyaradzi wangu ndiyeyu) Kobva chiuya mudiwa wangu undinyaradzewoka ndave nherera Nherera yenyikaka vanongondishora (munyaradzi wangu wauya) Nherera yenyikaka vachingondinyomba (munyaradzi wangu ndiyeyu) Nherera yenyikaka vanongondiseka (munyaradzi wangu wauya) Nherera yenyikaka vachingondinyomba (munyaradzi wangu ndiyeyu) Nherera yenyikaka vanongondishora (munyaradzi wangu wauya) Nherera yenyikaka vachingondinyomba (munyaradzi wangu ndiyeyu) Nherera yenyikaka vanongondishora (munyaradzi wangu wauya)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out