Lyrics

Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wandidenha Handidi kutaura newe zvangu, handidi uri svuura muromo Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wanditanga Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndati siyana neni Iwe Jani iwe Iwe Jani iwe Ndiwe wanditanga Ndiwe wandituka (Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wandidenha) (Handidi kutaura newe zvangu, handidi uri svuura muromo) (Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wanditanga) (Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndati siyana neni) Iwe wandituka Iwe wandidenha Ndiwe uri nhubu Ndiwe wandirova Inga une unhubu Ndiwe wanditanga (Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wandidenha) (Handidi kutaura newe zvangu, handidi uri svuura muromo) (Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wanditanga) (Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndati siyana neni) Iwe wandituka Ndiwe une unhubu Wotondiuraya Siya wandiponda (Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wandidenha) (Handidi kutaura newe zvangu, handidi uri svuura muromo) (Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wanditanga) (Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndati siyana neni) Iwe Jani iwe Iwe Jani Iwe Jani iwe Siya wandiponda amai hwe Siya wandiponda amai hwe Inga wandidenha amai hwe (Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wandidenha) (Handidi kutaura newe zvangu, handidi uri svuura muromo) (Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wanditanga) (Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndati siyana neni)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out