Lyrics

Zvandaive ndiri mwana mudiki mai vachandida ko zvino brave mukomana mukuru ndofa ndiri ndega. Hwahwa ndinomwa, fodya ndoputa Zvose ndoita, chasara kusiya mukomana Panyika ngoma ngairire Kana ngoma yekwedu yorira mukoma Svetuka, ho mukoma ahonde Kana ngoma yekwedu yorira mukoma Svetuka, ho mukoma ahonde Kana chembere dzekwedu dzotsika pasi svetuka, ho mukoma ahonde Kana chembere dzekwedu dzotsika pasi Svetuka, ho mukoma ahonde Kana mhandara dzekwedu dzotsika pasi Svetuka, ho mukoma ahonde Chiringu chandikonze musana Chandikonze musana Chinungu chandikonze musana Chandikonze musana Chinugu chandikonze musana Chandikonze musana Chinugu chandikonze musana Chandikonze musana Chinungu chandikonze musana Chandikonze musana Maiwe chandikonze musana Ho ho who aha Howuwo ahoa Jackson ngoma huwe nanyamwari mukome
Writer(s): Thomas Chikawa Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out