Top Songs By Jah Prayzah
Credits
PERFORMING ARTISTS
Mukudzeyi Mukombe
Lead Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Mukudzeyi Mukombe
Songwriter
Rodney Sibanda
Songwriter
Lyrics
Hakuna anorarama nemhanza yakanaka (hakuna)
Hakuna anorarama nemasanga (hakuna, hakunaba)
Hakuna anorarama nemhanza yakanaka (hakuna)
Hakuna anorarama nemasanga (hakuna, hakunaba)
Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
Hauyambuki nyanza kana usina ngarava
(Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
Hauyambuki nyanza kana usina ngarava)
(Tiri vazhinji vanode kurarama) honde
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
(Tiri vazhinji vanode kurarama) baba
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Nokuti dziriko hondo dziri muchadenga
Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
Hauyambuki nyanza kana usina ngarava
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Nokuti dziriko hondo dziri muchadenga
Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Kana masvikako mundireverere
Musunge svinga risingareme
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
Hauyambuki nyanza kana usina ngarava
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Kana usina gwanza hauna chiri muchanza
Hauyambuki nyanza kana usina ngarava
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Haiwa moyo wangu waidisa kugarisana
Asi yandinonyanya kutya ihama yangu
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Haiwa moyo wangu waidisa kugarisana
Asi yandinonyanya kutya ihama yangu
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
(Tiri vazhinji vanode kurarama)
(Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Lyrics powered by www.musixmatch.com