Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Feli Nandi
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Feli Nandi
Songwriter
Lyrics
Hu-hu-hu
Wehu, wehu
Wehu, wehu
Hu-hu-hu
Wehu, wehu
Wehu, wehu (Alicious)
Apo paya zvandaifunga tiri tese
Tinodyira ndiro imwe, tiri vanhu vamwe
Kuti, "Kwete haiwa, mafungiro atosiyana haiwa
Marotero atosiya haiwa
Kwekuyenda kwatosiyana iwe"
Kana ndanga ndakoniwa, makadiiko kundiudzawo?
Kana ndanga ndakoshiwa, makadiiko kundiudzawo?
Vakatora mapfumo vakaunganidza
Hanzi, "Mubayei."
Hanzi, "Mubayei."
Zvikanzi, "Mubayei."
Vakatora mapfumo vakaunganidza
Hanzi, "Mubayei."
Zvikanzi, "Mubayei."
Zvikanzi, "Mubayei."
Dai ndaidzosera nguva kure
Ndaida paya (paiva nechokwadi)
Ndaida paya (paiva nerudo)
Dai ndaidzosera nguva kure
Ndaida paya (paiva nechokwadi)
Ndaida paya (paiva nerudo)
Kuti, "Kwete haiwa, mafungiro atosiyana haiwa
Mawonero atosiya haiwa
Kwekuyenda kwatosiyana haiwa"
Ho-ho-ho-o
Vakatora mapfumo vakaunganidza
Hanzi, "Mubayei."
Hanzi, "Mubayei."
Zvikanzi, "Mubayei."
Vakatora mapfumo vakaunganidza
Hanzi, "Mubayei."
Zvikanzi, "Mubayei."
Zvikanzi, "Mubayei."
Tarira munhu wangu
Taidyidzana wani (wehu)
Waive mumwe wangu (wehu)
Pakaposheka ndepapi?
Taiyanana wani
Waive mumwe wangu (wehu)
Pakapotseka ndepapi? (wehu)
Pakatadzwa ndepapi?
Lyrics powered by www.musixmatch.com