Top Songs By Marshal Munhumumwe
Credits
PERFORMING ARTISTS
Marshal Munhumumwe
Vocals
Four Brothers
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Marshal Munhumumwe
Songwriter
Lyrics
Nhai Mativenga iwe
Inga ndiwe nevanji wangu
Nhai Mativenga kani
Ziva ndiwe dangwe rangu iwe
Musi wekufa kwangu
Zvese zvichananganawo newe
Zvakanaka nezvakashata
Zvese zvichaungana pauri
Hupfumi nezvikwereti
Zvese zvichananganawo newe
Chinzvimbo chauchatora
Chinodiwa nevakawanda
Vanoda kugara nhaka vodya
Zvavasina kumboshandira
Fume mangwana voti
"Honai todya zvemarema"
Number one inonetsa iyi
Inodiwa nemunhu wese
Nhai Mativenga iwe
Inga ndiwe nevanji wangu
Nhai Mativenga kani
Ziva ndiwe dangwe rangu iwe
Musi wekufa kwangu
Zvese zvichananganawo newe
Zvakanaka nezvakashata
Zvese zvichaungana pauri
Hupfumi nezvikwereti
Zvese zvichananganawo newe
Chinzvimbo chauchatora
Chinodiwa nevakawanda
Vanoda kugara nhaka vodya
Zvavasina kumboshandira
Fume mangwana voti
"Honai todya zvemarema"
Number one inonetsa iyi
Inodiwa nemunhu wese
Nhai Mativenga iwe
Inga ndiwe nevanji wangu
Nhai Mativenga kani
Ziva ndiwe dangwe rangu iwe
Musi wekufa kwangu
Zvese zvichananganawo newe
Zvakanaka nezvakashata
Zvese zvichaungana pauri
Hupfumi nezvikwereti
Zvese zvichananganawo newe
Chinzvimbo chauchatora
Chinodiwa nevakawanda
Vanoda kugara nhaka vodya
Zvavasina kumboshandira
Fume mangwana voti
"Honai todya zvemarema"
Number one inonetsa iyi
Inodiwa nemunhu wese
Lyrics powered by www.musixmatch.com