Top Songs By Marshal Munhumumwe
Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Marshal Munhumumwe
Vocals
Four Brothers
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Marshal Munhumumwe
Songwriter
Lyrics
Shungu hadziuraye
Dai shungu dzaiuraya dai ndakafavo karekare ini
Chokwadi shungu hadziuraye
Dai shungu dzaiuraya dai ndakafavo karekare
Shungu hadziuraye
Dzinorwadza mumoyo chaunodisa chikaramba
Shungu dzangu dzekuti ndigarevo zvakanaka sezera rako panyika iwe
Zvose zveangove maroto asina maturo
Zvinondirwadza kuzvitaura ini
Zvose zvakanaka ndinozvionera kuhope, marotoiko akadai?
Kurota ndirimupfumi mangwa fume ndirimurombo veduwe kani zvakaoma iwe
Kurota ndakaguta mangwana fume miromo papata chokwadi chitaurirwa
Marotoiko akadai anondinyemudza upenyu?
Inga mandishungurudza ini

Lyrics powered by www.musixmatch.com