Lyrics

Tatenda taona Tatenda taona Mupi wehupenyu Ndomuitirei (ndomuitirei) Murapi wemoyo Ndozvitaura sei? (ndozvitaura sei?) Kuti imi muriko Matenga anorema Kuti munorarama Nyeredzi dzopupura Izvi zvamaita Ndinokurumbidzai (ndinokurumbidzai) Imimi munondida Ndinokunamatai (ndinokunamatai) Muromo wangu zvino Haunyarari kwete Vose vachandiona Vachataura chete Haiwa Jehovah Mabasa enyu ose Tatenda taona Kubata kwenyu kwose Musiki mukuru Makazviita sei Mugoni wazvose Mati imi ndikudei Izvo zvandinoona Ndinozvitenda hangu Nezvo zvamunondipa Ndinogashirawo Zvese zvandinazvo Ndinozviripa nei Hupenyu nemoyo Mati ini ndikupei Muromo wangu zvino Haunyarari kwete Vose vachandiona Vachataura chete Haiwa Jehovah Mabasa enyu ose Tatenda taona Kubata kwenyu kwose Muromo wangu zvino Haunyarari kwete Vese vachandiona Vachataura chete Haiwa Jehovah Mabasa enyu ose Tatenda taona Kubata kwenyu kwose Netsoka dzangu zvino Ndichafambira imi Vose vachandiona Vachataura chete Haiwa Jehovah Mabasa enyu ose Tatenda taona Kubata kwenyu kwose Maoko angu zvino Achabatira imi Vose vachandiona Vachataura chete Haiwa Jehovah Mabasa enyu ose Tatenda taona Kubata kwenyu kwose Haiwa Jehovah Mabasa enyu ose Tatenda taona Kubata kwenyu kwose Mabasa enyu (tatenda taona) Kubata kwenyu kwose (tatenda taona) Tenda, tenda, wona (tatenda taona) Mabasa enyu ose (tatenda taona) Kubata kwenyu kwose (tatenda taona) Tatenda, tawona (tatenda taona) Muromo wangu zvino Haunyarari kwete Vose vachandiona Vachataura chete Haiwa Jehovah Mabasa enyu ose Tatenda taona Kubata kwenyu kwose Tatenda taona (mabasa enyu) Tenda, tenda, wona (tatenda taona) (Tatenda taona) (Tatenda taona)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out