Lyrics

Iwe Mabhauwa uchatondiroora chete Iwe Mabhauwa uchatondiroora chete Nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe Nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe (Mabhauwa) Iwe Mabhauwa uchatondiroora chete Iwe Mabhauwa uchatondiroora chete Nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe Nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe (Mabhauwa) Haiite iyoyo Nhaka uchatondiroora chete Zvekukechwa-kechwa, ini handimbozvifarire Zvekukechwa-kechwa, ini handimbozvifarire Zvekukechwa-kechwa amai, ini handimbozvifarire Zvekukechwa-kechwa, ini handimbozvifarire Pa-restaurant ndichaendwa neni Pa-restaurant ndichaendwa neni Handidi pa-restaurant amai ndichaendwa neni Mabhauwa iwe ndidevo kani Mabhauwa iwe ndidevo kani Mabhauwa iwe ndidewo kani Ida mwana zvifambe Ungadya izvozvo Mabhauwa iwe, ndide, ndide Mabhauwa iwe, ndide, ndide Mabhauwa iwe, ndide, ndide Mabhauwa iwe, ndide, ndide Ndide ndidewo Amaihwe kani amai Amaihwe kani amai Endai mundoudza Tete Rose Nhasi mwana uye wandiramba Mabhauwa wenyu wandiramba Ndozviudza aniko amai, ah? Ndozviudza aniko amai? Iwe zverudo zvagara zvinonetsa Ndingafara seiko iwe wandiramba? Ho, ndingafara seiko iwe wandiramba? Ho, ndingafara seiko iwe wandira- Hama ndingafara seiko iwe wandiramba? Ho, ndingafara seiko iwe wandira- Baba ndingafara seiko iwe ini ndarambwa? Ho, ndingafara seiko ini ndarambwa? Hama ndingafara seiko iwe wandiramba?
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out