Lyrics

Mhuri inochema zuva nezuva yenyu inzweivo Munhamo nezvinonetsa tinzweivo Mhuri inochema zuva nezuva hona inzweika Munhamo nezvinonetsa tinzweivo Inga ndimi vadzimu vavo chete vasunungurei Nyarara kuchema nezvinonetsa munyaradzi achauya Mhuri inochema zuva nezuva hona inzweika Munhamo nezvinonetsa tinzweivo Inga ndimi baba vavo chete vasunungurei Nyarara kuchema mune zvinonetsa munyaradzi achauya Mhuri inochema zuva nezuva hona inzweika Munhamo nezvinonetsa tinzweivo Inga ndimi makaronge dzinza vasunungurei Nyarara kuchema mune zvinonetsa munyaradzi achauya Vana vanochema zuva nezuva amai muripiko Munhamo nezvinonetsa tinzweivo Inga ndimi amai vavo chete vasunungurei Nyarara kuchema mune zvinonetsa munyaradzi achauya Vana vanochema zuva nezuva amai muripiko Munhamo nezvinonetsa tinzweivo Inga ndimi makasungira mbereko vasunungurei Nyarara kuchema mune zvinonetsa munyaradzi achauya Vana vanochema zuva nezuva amai muripiko Munhamo nezvinonetsa tinzweivo Inga ndimi makafunge dzinza vasunungurei Nyarara kuchema mune zvinonetsa munyaradzi achauya Vana vanochema zuva nezuva mudiwa uripiko Munhamo nezvinonetsa tinzweivo Inga ndiwe wakafunge dzinza vasunungurei Nyarara kuchema mune zvinonetsa munyaradzi achauya Rehumbuyaka muchida zita apo Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo idzi Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo idzi Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Vana venyu vatambura vasunungureiwo munhamo Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo idzi Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Kana mbuya vangu vatambura vasunungureiwo mukurwara Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Ini wacho ndave sekete ndisunungureiwo munhamo idzi Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Kana amai vangu vatambura vasunungurei mukurwara Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Ini wacho ndave sekete ndisunungureiwo munhamo idzi Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Kana baba vangu vatambura vasunungurei munhamo Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Ini wacho ndave sekete ndisunungureiwo munhamo idzi Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Kana mhuri yangu yatambura isunungureiwo mukurwara Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Ini wacho ndatopera ndisunungureiwo mukurwara Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Kana mudiwa wangu atambura musunungureiwo mukurwara Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Ini wacho ndave sekete ndisunungureiwo munhamo idzi Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Kana mbuya vangu vatambura vasunungureiwo mukurwara Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo Ini wacho ndave dendere ndisunungureiwo munhamo idzi Vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out