Lyrics

Amai vangu nababa vangu Imi mhanyai kani mutambire mwana wenyu Amai vangu nababa vangu Imi mhanyai kani mutambire mwana wenyu Amai vangu nababa vangu Imi mhanyai kani mutambire mwana wenyu Zvandakareva ndichienda Kuti ini mwana wenyu ndichanodzimba chete Zvandakareva ndichienda Kuti ini mwana wenyu ndichanodzimba chete Zvandakareva ndichienda Kuti ini mwana wenyu ndichanodzimba chete Iyewo-iyewo, haa woiye Iyewo-iyewo, haa woiye Iyewo-iyewo, haa woiye (amai vangu kani) Iyewo-iyewo, haa woiye (mwana wenyu ihombarume) Iyewo-iyewo, haa woiye (amai vangu kani imi) Iyewo-iyewo, haa woiye (mwana wenyu ihombarume) Iyewo-iyewo, haa woiye (hoyo wabate nhoro) Iyewo-iyewo, haa woiye (hoyo wabata mhara) Iyewo-iyewo, haa woiye Iyewo-iyewo, haa woiye Tekeya, tekeya, tekeya, tekeya, tekeya, tekeya Teka, teka, teka, teka, teka, teka, teka, teka, teka Wabate nhoro uyo Nhasi rinondiona Maita Moyondizvo Maita Dhewa Murambe makadaro Iyewo-iyewo, haa woiye Iyewo-iyewo, haa woiye Iyewo-iyewo, haa woiye (amai vangu kani) Iyewo-iyewo, haa woiye (mwana wenyu ihombarume) Iyewo-iyewo, haa woiye (amai vangu kani imi) Iyewo-iyewo, haa woiye (mwana wenyu ihombarume) Iyewo-iyewo, haa woiye (hoyo wabate mhara) Iyewo-iyewo, haa woiye Iyewo-iyewo, haa woiye
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out