Lyrics

Jah know Iyeye Iyeye Ay Pandakakanda shoko, wakabvuma wani Ukati feel free, svika paJabu na1 Ukati hauterere mafun'ga-fun'ga wani Zvino zvaipa papi? Usandipumha mhani Wavakuwanza twumaskits Bvisa nzveve dzako kumastreets Dzikama, rudo harwusi cheap Zvakuda kutaurirana tichiti Ingawani ndakakupa moyo Saka usaite iyoyo Ngavasakufurire ikoko Kuno handichinje mashoko Ndovati Iyeye, iyeye Hana yakarovera iye Iyeye, iyeye Hakuna asingazive kuti Iyeye, iyeye (iyeye) Hana yakarovera iye Iyeye, iyeye (iyeye) Hakuna asingazive Iyeye, iyeye Yeah, iyeye Iyeye, iyeye Yeah, iyeye Varikutrya kuti separater Howo, manje ndavaketa Ndinopa rudo rwunobuda mubepa Havambotipesanisa, varikunyepa Pano panodiwa munhu kunge mari (mari) Hazvigonekwe kana nani (nani) Ndakatrainer rudo saka don't worry Tosvitsana kufinale Saka ngatingochimhanya tiri two - binary Usakanganwe, nyora mudiary Tive nyama imwe kusvika mukufa Mapfupa edu achaoonekwa mugallery Ndakakupa moyo Saka usaite iyoyo Ngavasakufurire ikoko Kuno handichinje mashoko Ndovati Iyeye, iyeye Hana yakarovera iye Iyeye, iyeye Hakuna asingazive kuti Iyeye, iyeye (iyeye) Hana yakarovera iye Iyeye, iyeye (iyeye) Hakuna asingazive Iyeye, iyeye Yeah, iyeye Iyeye, iyeye Yeah, iyeye Pandakakanda shoko, wakabvuma wani Ukati feel free, svika paJabu na1 Ukati hauterere mafun'ga-fun'ga wani Zvino zvaipa papi? Usandipumha mhani Wavakuwanza twumaskits Bvisa nzveve dzako kumastreets Dzikama, rudo harwusi cheap Zvakuda kutaurirana tichiti Ingawani ndakakupa moyo Saka usaite iyoyo Ngavasakufurire ikoko Kuno handichinje mashoko (Fight) Ndovati Iyeye, iyeye Hana yakarovera iye Iyeye, iyeye Hakuna asingazive kuti Iyeye, iyeye (iyeye) Hana yakarovera iye Iyeye, iyeye (iyeye) Hakuna asingazive Iyeye, iyeye Yeah, iyeye Iyeye, iyeye Yeah, iyeye
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out