Listen to Banga (feat. Kimberley Richard) by Holy Ten

Banga (feat. Kimberley Richard)

Holy Ten

Hip-Hop/Rap

16,557 Shazams

Lyrics

Pane banga kwarakabva Havaimbofa vega ava Pane nyaya dzandakanzwa(ah) Pane varikunetsana Pane hama dzakabva Zaka Pane varikupesana Pane banga kwarakabva(eeh,yah) Pane banga kwarakabva Pane mwana akanopenga mugomo After amwa kambwa Umwe mwana akanopera mjolo Nhasi abva arambwa Vhenekai vengesai shoko banga kwarakabva(eeh) Pane banga kwarakabva Havaimbofa vega ava Pane nyaya dzandakanzwa(ah) Pane varikunetsana Pane hama dzakabva Zaka Pane varikupesana Pane banga kwarakabva(eeh,yah) Hanzi ndinhingi vanhu vati Nikisi(no) Pane mbinjiri pane ane pinjisi(no) Vanomitiswa vana life yavo is in the same time place Kunge muti wemu-pichisi Rimwe gore jaya rakarasika Richimwa codeine imi ranga rastika(aihwa) Dana vahombe dana vano paridza Kodare ngaringoziva, shange parinosvikaiwe Vamwe vanotoziva muguva pauchapindaiwe Haiwa ngatimbo jima,pamwe tingaita simbaiwe Asi ndoziva hatirwe nemashoko Pane banga kwarakabva Havaimbofa vega ava Pane nyaya dzandakanzwa(ah) Pane varikunetsana Pane hama dzakabva Zaka Pane varikupesana Pane banga kwarakabva(eeh,yah) Pane banga kwarakabva Pane mwana akanopenga mugomo After amwa kambwa Umwe mwana akanopera mjolo Nhasi abva arambwa Vhenekai vengesai shoko banga kwarakabva(eeh)
Writer(s): Bryan Joel, Unknown Unknown Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out