Lyrics

Akamuka vakangoona machira chete Akamuka vakangoona machira chete Akamuka vakangoona machira chete Kwakangosara machira chete Akamuka vakangoona machira chete Akamuka vakangoona machira chete Akamuka vakangoona machira chete Kwakangosara machira chete Chishamiso chakaitika kunze kweJerusarema Mai Maria vokwaJakobho namai Magadarina Ndokufumira kubwiro kuye wane Jesu hamuna Vakangoona machira chete Chishamiso chakaitika hamawe pasi rino Mai Maria mai vaShe Jesu namai Magadarina Kufuma kuenda kurinda kuye wane Jesu hamuna Vakangoona machira chete Varindiri veguva izvi zvakavashamisa Ibwe kukungurika musuwo wozarurika Jesu omuka kuvafi pasina akamuona Achisiya machira chete Vatungamiri venyika navo zvakavashamisa Ibwe kukungurika musuwo wozarurika Jesu omuka kuvafi sokutaura kwaakaita Ndokungosiya machira chete Kana vanhu venyika vakatyiswawo nazvo Nekuti kufa kwake kwese vakakuona Kuzoti kuvigwa kwake vazhinji zvaive mumeso Sei kusara machira chete? (Akamuka vakangoona machira chete) Toimba machira chete (Akamuka vakangoona machira chete) toimba machira Toimba machira chete (Akamuka vakangoona machira chete) Jesu wakamuka Halleluya (kwakangosara machira chete) Toimba machira chete (Akamuka vakangoona machira chete) toimba machira Toimba machira chete (Akamuka vakangoona machira chete) toimba machira Chete aJesu (akamuka vakangoona machira chete) Jesu wakamuka (kwakangosara machira chete) Toimba machira chete (Akamuka vakangoona machira chete) Toimba machira chete (Akamuka vakangoona machira chete) toimba machira Toimba machira chete (Akamuka vakangoona machira chete) toimba machira Chete aJesu (kwakangosara machira chete) Jesu wakamuka (Akamuka vakangoona machira chete) Jesu wakamuka (Akamuka vakangoona machira chete) halleluya Chete aJesu (Akamuka vakangoona machira chete) chikonzero chiripo waniko (Kwakangosara machira chete) Ava vana Cleopas vachienda Emasi Hava kuziva Jesu uyu wakafamba navo Vakatomubvunza nekumuudzawo nyaya Yekusara kwemachira chete Ivo Mambo Jesu vakadura chiporofita Mwanakomana wemunhu zvaakavinga rufu Seiko kushamisikazve neiyoyi nyaya Yekusara kwemachira chete Ivo Mambo Jesu ndokudura chiporofita Mwanakomana wemunhu zvaakavinga rufu Seiko kushamisikazve neiyoyi nyaya Yekusara kwemachira chete Sezvo zvanga zvakanyorwa kuti Jesu waizozvarwa Waizosungwa kurambwa, kurohwa nekutukwa Ucharovererwa, kuvigwa pamwe nekumuka Kwakangosara machira chete Sezvo zvanga zvakanyorwa kuti Jesu waizozvarwa Waisungwa kurambwa, kurohwa nekutukwa Ucharovererwa, kuvigwa pamwe nekumuka Kwakangosara machira chete Toimba machira chete (Akamuka vakangoona machira chete) toimba machira Toimba machira chete (Akamuka vakangoona machira chete) toimba halleluya Halleluya (akamuka vakangoona machira chete) (Kwakangosara machira chete) Toimba machira chete (Akamuka vakangoona machira chete) toimba machira Toimba machira chete (Akamuka vakangoona machira chete) toimba machira
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out