Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Killer T
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Killer T
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Ptk
Producer
Lyrics
PTK Music
Ayanaya for (yo gangster movement)
Killer T
Manhamba manyowani (hey po-po-po-po-po)
2023
Mazuvano ndakuda kunanganisa
Life yemujolo ndigare ndaimisa
Zvine pressure ndigare ndazvibvisa
Vakandidyisa ndigare ndasvipa
Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira
Nekuti nemujolo wangu ndarira
Saka kughetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira
Nekuti nemujolo wangu ndarira
Saka kughetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Ndichiti ndine 10 iye anoti ari kuda 5
Oti, "Inokwana iyi ngatitange life"
Akafitwa nekumuita wife
Asingaite zvekutamba ne-life
Haadi bhawa reku-town anoda kwaMashwede
Kana kumbinga anobheja achiti hamundinyenge
Nyangwe mukandideedza handiende
Akati anoda rudo rwangu chete
Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira
Nekuti nemujolo wangu ndarira
Saka kughetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira
Nekuti nemujolo wangu ndarira
Saka kughetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Handichada anoenda kubhawa kana ndisipo
Asingapihwe pressure nema-iPhone
Nyangwe kanorova ngoma futi kanoita
Anoti toti,toti zvedu tinosvika
Asingaite zvema-besty
Haadhure haambondipa stress
Saka ndakunotsvaga mari
Ndisina pressure yekunoona bhebhi
Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira
Nekuti nemujolo wangu ndarira
Saka kughetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira
Nekuti nemujolo wangu ndarira
Saka kughetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Ndichiti ndine 10 anoti ari kuda 5
Oti, "Inokwana iyi ngatitange life."
Akafitwa nekumuita wife
Asingaite zvekutamba ne-life
Haadi bhawa reku-town anoda kwaMashwede
Kana kumbinga anobheja achiti hamundinyenge
Nyangwe mukandideedza handiende
Akati anoda rudo rwangu chete
Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira
Nekuti nemujolo wangu ndarira
Saka kughetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira
Nekuti nemujolo wangu ndarira
Saka kughetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Handichada anoenda kubhawa kana ndisipo
Asingapihwe pressure nema-iPhone
Nyangwe kanorova ngoma futi kanoita
Anoti toti, toti zvedu tinosvika
Asingaite zvema-besty
Haadhure haambondipa stress
Saka ndakunotsvaga mari
Ndisina pressure yekunoona bhebhi
Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira
Nekuti nemujolo wangu ndarira
Saka kughetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Mazuvano ndiri kutanha dzandinosvikira
Nekuti nemujolo wangu ndarira
Saka kughetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Mazuvano ndakuda kunanganisa
Life yemujolo ndigare ndaimisa
Zvine pressure ndigare ndazvibvisa
Vakandidyisa ndigare ndasvipa
Kandinonzwisisana nako, buddy
Kasingape rudo kuna anybody
Kanenge kachida kutonditinha mubody
Tell everybody
Lyrics powered by www.musixmatch.com