Lyrics

Ndekashort kangu kandinofarira Ndekashangu kangu kandinofarira Zvekamari kangu kandinoshandira Kukagraft kangu kandinomukira Ndokapuller coz ndakazvitengera Heat press futi ndichizviwachira Kazenya kemakumbo kachindiwainira Ini kumberi chete kwandinotarira Ndine t-shirt chena chena chena Nyika yose yoti ndakachena chena Handiwanikwe neshena shena shena Ndinorova mucheka cheka cheka Ndine t-shirt chena Hooi (Chena) Hooi (Chena) Nyika yese yoti wakachena Handiwanikwe neshena (Hooi) Shena Nyika yose yoti ndakachena Ahhh haa ahh Gone are the days when me used to have fun T-shirt inna mi room a plus one Five five jeans n me a de smart one Me n dem atizive class one Headphone ndichiterera maclarks Roam of a place ndichipihwa maremarks When gals see me di inna she thoughts Me hot of course you know me a di boss Ndapinda mudance ndafadza mafans Andivape chance Ndavhura mastance Ndapinda mzansi Ndawona vane t-shirt chena chena chenna Nyika yose yoti wakachena chena chena Handiwanikwe neshena shena shena Ndinorova mucheka cheka cheka Ndine t-shirt chena (Hooi) Chena (Hooi) Chena Nyika yose yoti wakachena Handiwanikwe neshena (Hooi) Shena (Hooi) Nyika yose yoti wakachena aah haaa ahh Ndoyandonetserwa nemamistress Finesse, fitness Mucheno une hondo kunge conquest Apa ndonamata Ndiri sinless Smartness Spotless Mahostess ari hotest Vakagutsikana nekanecklace Zvose zvandosimira ilatest Fresh cut ndakaburutsa malocks Ndavachisina mabvi andichade twumashorts Apa ndinobhebha kubhebha kune manotes Hona kana pose T-shirt chena chena chena Nyika yose yoti wakachena chena chena Handiwanikwe neshena shena shena Ndinorova mucheka cheka cheka (Ndekashirt kangu kandinofarira Nekashort kangu kandinofarira Zvekamari kangu kandinoshandira Kukagraft kangu kandinomukira) Ndokapuller coz ndakazvitengera Heat press futi ndichizviwachira Kazenya kemakumbo futi kachindiwainira Ini kumberi chete kwandinotarira Chena chena chena Wakachena chena chena Shena shena shena Cheka cheka cheka Ndine t-shirt chena (Hooi shena) Hooi (Nyika yese yoti wakachena) (Shena) (Hooi) Shena Hooi
Writer(s): Poptain Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out