Lyrics

Hoyoo Poptain to the world, YardBwoy (now remix) Five star You've been calling asking, when am l'm gonna be back (Huya kuno) asi kuno kwandiri kuvavarira kuti udye upfeke (HK) Ndatokusuwa nemoyo ndakuda kudzoka pa-den Undinamatire ndizvo chete zvandinoda kufamba pa-journey Baby l have been with you all the time in my mind Ndichingoti pamwe zvichanaka nekufamba kwe-time Ndiri kungwavha-ngwavha, dai ndaiwana big life Asi mumoyo nemupfungwa ungorimo mukati-kati I've been watching from a distance (don't worry, my girl) Kuna Mwari ndiko kwatozviisa (pfugama unamatewo) I've been watching from a distance (don't worry, my girl) Kuna Mwari ndiko kwatozviisa (pfugama unamatewo) From a distance, distance, distance Distance, distance, distance! Don't worry, my girl From a distance, distance, distance Distance, distance, distance! Don't worry, my girl Pazvinhu zvacho handife ndakunyadzisa Nd'changotsvaga-tsvaga ndodzoka kumusha You're me essential, you're me visa I'm your one member, mi yah gal pleaser You me watching and me loving from a distance Murudo rwedu ndakanyura senge quick sand Zvichabatana girl, hapana chinotyisa Pane ma-rose, I'm sure postman asvitsa Gara ndichauya, nyangwe vanhu vakataura Gara ndichauya, usafe wakandi-doubter I'm all for you, you mi I think 'bout all night Ndi-believe ndikukutipa feya, sweet talk me pon cellular I've been watching from a distance (don't worry, my girl) Kuna Mwari ndiko kwatozviisa (pfugama unamatewo) I've been watching from a distance (don't worry, my girl) Kuna Mwari ndiko kwatozviisa (pfugama unamatewo) From a distance, distance, distance Distance, distance, distance! Don't worry, my girl From a distance, distance, distance Distance, distance, distance! (Hoyo) don't worry, my girl You've been calling asking, when am l gonna be back Asi kuno kwandiri kuvavarira kuti udye upfeke Ndatokusuwa nemoyo nakuda kudzoka pa-den Undinamatire ndizvo chete zvandoda kufamba pa-journey Baby l have been with you all the time in my mind Ndichingoti pamwe zvichanaka nekufamba kwe time Ndiri kungwavha-ngwavha, dai ndaiwana big life Asi mumoyo nemupfungwa ungorimo mukati-kati I've been watching from a distance (don't worry, my girl) Kuna Mwari ndiko kwatozviisa (pfugama unamatewo) I've been watching from a distance (don't worry, my girl) Kuna Mwari ndiko kwatozviisa (pfugama unamatewo)
Writer(s): Jamal Johnson, Willie Mccord, Jamal Wade Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out