Lyrics

Chiwepu, chiwepu (Dai uine danga) Dai uine danga (Dai uine danga iwe) Dai uine danga (Dai uine danga Taiti uchapinda padzoro Dai uine danga) Dai uine danga Dai uine danga Akagadzira chiwepu Musha danga pasina Kugadzira chiwepu Mhuri yovhunduka (Dai uine danga) Dai uine danga (Dai uine danga iwe) Dai uine danga (Dai uine danga Taiti uchapinda padzoro Haa dai uine danga) Dai uine danga Pasina danga chiwepu chacho uchachidii? Nhai pasina danga Chiwepu chichashandeiko? Nechiwe-e-epu mhuri yovhunduka Kunotanga danga chiwepu chotevera Kutanga danga chiwepu chotevera Zvino zvawatanga chiwepu Hona mhuri yovhunduka iyi Chiwe-e-epu Chiwe-e-epu danga racho usina Hooo babawe! Mhuri yovhunduka (Dai uine danga) Dai uine danga (Dai uine danga iwe) Dai uine danga (Dai uine danga Taiti uchapinda padzoro Dai uine danga) Dai uine danga Chiwepu, uchatinhei? Chiwepu chichashandei? Chiwepu unochidiiko? Mhuri yovhunduka iyi Uchatinhei? Chiwepu chichashandei? Chiwepu mhuri yavhunduka iyi Chiwepu, hona mhuri yavhunduka Hooo chiwepu iwe, chiwepu Kunotanga danga Chiwepu chotevera Kunotanga danga Chiwepu chotevera Ukatanga nechiwepu Mhuri yovhunduka iyi (Dai uine danga) Dai uine danga (Dai uine danga iwe) Dai uine danga (Dai uine danga Taiti uchapinda padzoro Dai uine danga) Dai uine danga Dai uine dangawo Uchatinheiko danga racho usina? Ungatinheiko danga racho usina? Hona ka nechiwepu mhuri yavhunduka Chiwepu, mhuri yovhunduka (Dai uine danga) Dai uine danga (Dai uine danga iwe) Dai uine danga (Dai uine danga Taiti uchapinda padzoro Hee dai uine danga) Dai uine danga Dai uine danga hinde
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out