Lyrics

Simplex Usazi ngoma (Simplex music) T, T vakakukumbira usabvume Jah Signal, vakakukumbira usabvume Swa, dhiya wangu ndinokurirwawo Usazofunga kuti ndinofurirwawo Nekuti inini godo chairo ndinaro Asi moyo wangu unoda mufaro Urambe (vakakukumbira usabvume) Urambe (vakakukumbira usabvume) Vakati ndipowo unoti ndi Peter (vakakukumbira usabvume) Woza newe kuIjipita (vakakukumbira usabvume) Usadzoka my sister (vakakukumbira usabvume) Uri sthandwa sami dali wangu (vakakukumbira usabvume) Urambe (vakakukumbira usabvume) Urambe (vakakukumbira usabvume) Kana iri sugar ndichadira yese Chimbondipa nguva ndigogona zvese Tichaenda kwaunoda kwese Usafunga nyika ino ndoroora yese Kana uchida nyama ndichakupa yese Uchida bhazi huya uzadze rese Vaya vanonditsoma uvabhombe vese Ndiwe chete wandinoda dali Urambe (vakakukumbira usabvume) Urambe (vakakukumbira usabvume) Vakati ndipowo unoti ndi Peter (vakakukumbira usabvume) Woza newe kuIjipita (vakakukumbira usabvume) Usadzoka my sister (vakakukumbira usabvume) Uri sthandwa sami dali wangu (vakakukumbira usabvume) Urambe (vakakukumbira usabvume) Urambe (vakakukumbira usabvume) Mbembe, urambe Mbe, urambe Mbe, urambe Mbe, urambe Dhiya wangu ndinokurirwawo Usazofunga kuti ndinofurirwawo Nekuti inini godo chairo ndinaro Asi moyo wangu unoda mufaro Urambe (vakakukumbira usabvume) Urambe (vakakukumbira usabvume) Vakati ndipowo unoti ndi Peter (vakakukumbira usabvume) Woza newe kuIjipita (vakakukumbira usabvume) Usadzoka my sister (vakakukumbira usabvume) Uri sthandwa sami dali wangu (vakakukumbira usabvume) Urambe (vakakukumbira usabvume) Urambe (vakakukumbira usabvume)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out