Listen to The Story of Modhe by Voltz JT

The Story of Modhe

Voltz JT

Hip-Hop/Rap

2,165 Shazams

Lyrics

Voltz ukadiwa nevanhu kundipfura Zvinoita kuti ndikusabotage You see I was praying na modhe I think it's 2 months back Modhe pane zvaimunetsa Modhe arwara ne pressure but fear zvese ne panic Unogona kutongodiwa same time ndichidiwa Game ndere munhu wese modhe I know uda kupisa uri one but hakuna kwatosvika You don't need to be selfish, tese hatina mari wani I know you don't feel special coz neni ndozvigona Zvese zvaunoita after all wakadzidza kwandiri Modhe akapinda mu game time yacho aipisa Coz he was representing girl child plus angaari a good guy No one knew kuti he's fake Modhe said haachatuke vanhu and he's grown up now But now modhe is back Now back to his whole selfhaumbovige zvauri Modhe type inonyepa telling people haurove ma drugs apa ziso I red Ko kutuka vakadzi, do you see mkadzi ndi mai wakatuka amai Hauzi new kuti modhe anopanduka coz akatuka mukoma Just after vamupinza mugame mkoma vakazomu cutter off cut them off Modhe approached me, hanzi let's drain forces Ngatisaite zve beef coz takambonetsana kare Dai wachinja ma goal post ini I don't blame modhe But I doubt pamafungiro coz modhe akatiza ku chikoro Akarova school fees achitenga two keys ini I don't blame modhe But I doubt pamafungiro coz modhe akatiza ku chikoro Akarova school fees achitenga two keys Hmmm painful S-s-s-s-s-salsa Records You see I was praying na modhe I think it's 2 months back Modhe pane zvaimunetsa Modhe arwara ne pressure but fear zvese ne panic Unogona kutongodiwa same time ndichidiwa Game ndere munhu wese modhe I know uda kupisa uri one but hakuna kwatosvika You don't need to be selfish, tese hatina mari wani I know you don't feel special coz neni ndozvigona Zvese zvaunoita after all wakadzidza kwandiri Jax on the track Jax on the track
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out