Lyrics

KaPaper, kana muchiida Oy Brrr Kashizha, kapaper aka kashizha Kudzi kukonzera ruzha Akachimezha (Oskid production) Zvidiki diki, ndoda maseconds, handidi week Ndadaro nekuti ndiri pa peak Changu chirauro chabata shark Pandati attack Brrr, ndomaker sense Ndodhura handitengwe nemacents Ndopinda pacho panzi pari tense Ndakazvipira magents Kusvika vanditi chazunguza Ndauya ndina chibhanguza Parikupisa apa pari hot Chindipa ndibhure shot ah! Siki! Bhoo, oh no! Pfoo Ah, munondiguta Nhasi munondiguta, ehe Siki! Bhoo, oh no! Pfoo Ah, munondiguta Nhasi munondiguta, pfoo Ndaenda newin Vakunditi ko zvakatanga rinhi Iwewe hausi inini, inini nditori nhinhi Ndomutsa mushini Ndini ndotanga manihwa Kupedza zvinotobhohwa kwete zvemakuhwa Chandakadyara ndakohwa Ndosaka nhasi charira chingoma charohwa Chisunga dzisimbe, ndati tifambe, usazvirambe Pandino jambisa vasingajambe Pandino bhambisa zvisinga bhambe panorira pembe Siki! Bho! Oh, no! Pfo Munondiguta Nhasi munondiguta, ehe Siki! Bhoo! Pfoo Ah, munondiguta Nhasi munondiguta, mushe Zvidiki hazvindishushe Haisisiri nguva yehweshe, ndinaro ropa rehushe Bvunza munashe Yes, Finesse, no mercy Zvanhasi zvitongori worse Zvanhasi hazvina reverse Tarisa face Zvidiki diki, ndoda maseconds, handidi week Ndadaro nekuti ndiri pa peak Changu chirauro chabata shark, pandati attack Brrr, ndomaker sense Ndodhura handitengwe nema cents Ndopinda pacho panzi pari tense, ndakazvipira magents Kusvika vanditi chazunguza, ndauya ndina chibhanguza Parikupisa apa pari hot, chindipa ndibhure shot Hona, siki! Oh no! Pfoo Ah, munondiguta Nhasi munondiguta, ehe Siki! Bhoo, oh no! Pfoo Ah, munondiguta Nhasi munondiguta, yah Ndaenda newin Vakunditi ko zvakatanga rinhi Iwewe hausi inini, inini nditori nhinhi Ndomutsa mushini Ndini ndotanga manihwa Kupedza zvinotobhohwa kwete zvemakuhwa Chandakadyara ndakohwa Ndosaka nhasi charira chingoma charohwa Chisunga dzisimbe, ndati tifambe, usazvirambe Pandino jambisa vasingajambe Pandino bhambisa zvisinga bhambe panorira pembe Siki! Bhoo, oh no! Pfoo Ah, munondiguta Nhasi munondiguta, ehe Siki! Bhoo, oh no! Pfoo Munondiguta Nhasi munondiguta, Pfoo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out