Music Video

Tanto Wavie Rudo Ibofu (Official Video)
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Tanto Wavie
Tanto Wavie
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Ernest Mabika
Ernest Mabika
Composer

Lyrics

Tanto Wavie(Rudo Ibofu) Rudo ibofu rwandaiona Hapana kana chandakaona Rudo ibofu rwandaiona Hapana kana chandakaona Rudo ibofu rwandaiona Hapana kana chandakaona Rudo ibofu rwandaiona Hapana kana chandakaona Ko ini ndaizivei Ko ini ndinozivei Hapana ka chandinoziva Chandinogona kingodyiwa Ko iwe wakandidarirei Ko iwe wakandidarirei Moyo wangu wakautsinya Wakaita wekusasika Nanhasi ndikungorwadziwa Moyo wangu ukubayikana Wakandibaya panonaka Wakandibaya panonaka Rudo ibofu rwandaiona Hapana kana chandakaona Rudo ibofu rwandaiona Hapana kana chandakaona Rudo ibofu rwandaiona Hapana kana chandakaona Rudo ibofu rwandaiona Hapana kana chandakaona Tsamba ndakanyora kumudiwa wangu Hapana kupindura mudiwa wangu Paya anga atondijumper Eeeeh akatozviita Gamba Handina kana chandaimboziva wangu Handina kana chandaimboziva wangu Kuti moyo wangu waitoutamba Kuugara kunge bumber datya Mufunge nerudo rwandaimupa Haa kana nemiwo zvandaimupa Kusiya andikweketa sedopasi Siya andikweketa sedopasi Rudo ibofu rwandaiona Hapana kana chandakaona Rudo ibofu rwandaiona Hapana kana chandakaona Rudo ibofu rwandaiona Hapana kana chandakaona Rudo ibofu rwandaiona Hapana kana chandakaona Youngboy with the key Rudo ibofu Rudo ibofu Rudo ibofu
Writer(s): Ernest Mabika, Shingirai Makaza Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out