Top Songs By John Chibadura
Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
John Chibadura
Vocals
The Tembo Brothers
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
John Chibadura
Songwriter
Lyrics
Evelin mudiwa wangu usadaro
Evelin mudiwa wangu usadaro
Evelin mudiwa wangu usadaro
Moyo wangu wave kurwadza pamusana pako
Moyo wangu wave kurwadza pamusana pako
Pfungwa dzangu dzave kunetsana pamusana pako
Pfungwa dzangu dzave kunetsana pamusana pako mudiwa
Unodanana neni, unodanana naPeter
Unodanana nababa vangu
Unozvifambisa seiko?
Unodanana neni, unodanana naPeter
Unodanana nababa vangu
Unozvifambisa seiko?
Muridzi wemwana wako ndianiko, ndiudzewo?

Ini ndiri kubhadhara maintanance
Peter ari kubhadhara maintainance
Baba vari kubhadhara maintainance
Kubhadharira mwana mumwechete
Ini ndiri kubhadhara maintanance
Peter ari kubhadhara maintainance
Baba vari kubhadhara maintainance
Kubhadharira mwana mumwechete
Zvandinetsa mumoyo, zvanditambudza zvandinetsa

Zvandinetsa mumoyo zvanditambudza zvandinetsa

Lyrics powered by www.musixmatch.com