Lyrics

Munodanana imi asi hamuzvione Munowirirana asi hamuzvigone Tinodanana wangu hatizvione Tinowirirana asi hatizvigone Kanoda kukuchidzirwa kanonzi rudo Ihuni dzetsotsotso dzinobvira moto Mazvake mazvake haadihwe mumba Mukadaro maparadza musha Mazvake mazvake haadihwe mumba Tikadaro taparadza musha Mazvake mazvake haadihwe mumba Mukadaro maparadza musha Mazvake mazvake haadihwe mumba Tikadaro taparadza musha Totadza sei kuchembedzana Hazvidi kuchemedzana Mitoro kuturirana Ahaha kuchembedzana Dana ndigodanawo Dzana ndigodzanawo Tamba ndigotambawo Dana ndigodanawo Unodiwa unodiwa Unodiwa hama yangu Haiwa unodiwa unodiwa Unodiwa hama yangu iwe Unodiwa unodiwa Unodiwa hama yangu iwe Unodiwa unodiwa Unodiwa hama yangu iwe Mazvake mazvake haadihwe mumba Mukadaro maparadza musha Mazvake mazvake haadihwe mumba Tikadaro taparadza musha Mazvake mazvake haadihwe mumba Mukadaro maparadza musha Mazvake mazvake haadihwe mumba Tikadaro taparadza musha Kapoto kakavava maimwana shumba vanovava Ritori gavakava asika ndiwe wandakada Wagona wakandida Hee mama Mai mwana ndinokudawo Hee mama Iyere iyere mai mwana Iyere iii Iyere iyere mai mwana Iyere iii Unodiwa unodiwa Unodiwa hama yangu Haiwa unodiwa unodiwa Unodiwa hama yangu iwe Unodiwa unodiwa Unodiwa hama yangu iwe Unodiwa unodiwa Unodiwa hama yangu iwe Mazvake mazvake haadihwe mumba Mukadaro maparadza musha Mazvake mazvake haadihwe mumba Tikadaro taparadza musha Mazvake mazvake haadihwe mumba Mukadaro maparadza musha Mazvake mazvake haadihwe mumba Tikadaro taparadza musha Munodanana imi asi hamuzvione Munowirirana asi hamuzvigone Tinodanana wangu hatizvione Tinowirirana asi hatizvigone Kanoda kukuchidzirwa kanonzi rudo Ihuni dzetsotsotso dzinobvira moto Mazvake mazvake haadihwe mumba Mukadaro maparadza musha Mazvake mazvake haadihwe mumba Tikadaro taparadza musha Mazvake mazvake haadihwe mumba Mukadaro maparadza musha Mazvake mazvake haadihwe mumba Tikadaro taparadza musha
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out