Lyrics

Hande kumusha chizukuruwe Vadzimu vedu vafare, vari kutambura Hande kumusha chizukuruwe Vadzimu vedu vafare, vari kutambura Hona mashura nguva nenguva Kuvana vedu, vari kutambura Hona mashura nguva nenguva Kuvana vedu, vari kutambura Wotora dhorobha semusha wako Wosiya baba namai variko vachitambura Wotora dhorobha semusha wako Wosiya baba namai variko vachitambura Iwe unodya nekunwa zvinonaka Vabereki vako vachifa nenzara Iwe unodya nekunwa zvinonaka Vabereki vako vachifa nenzara Kukura wakura mumhu chete Asi pfungwa dzakowe hadzisati dzikakura Kukura wakura mumhu chete Asi pfungwa dzakowe hadzisati dzikakura Kukura ndakura pfungwa chete Asi mumhu wanguwo hausati ukakura Kukura ndakura pfungwa chete Asi mumhu wanguwo hausati ukakura Chinotova chikumbiro kwamurika Asi mumhu wavo hausati ukakura Chinotova chikumbiro kwamurika Asi mumhu wake hausati ukakura Chinotova chikumbiro kwamurika Asi mumhu yedu haisati ikakura Zvimwewo muchatiregerera Honguka kutadza ndekwedu Zvimwewo muchatiregerera Nemiwo kutadza ndekwenyu Zvimwewo muchatiregerera Honguka kutadza ndekwedu Zvimwewo muchatiregerera Nesuwo kutadza ndekwedu Inga ndimi makasike rudzi
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out