Lyrics

Zvawakangoti zii-zii mudiwa wangu Chiiko chauri kuronga apo? Zvawakangoti zii-zii mudiwa wangu Chiiko chauri kuronga uko? Zvawakangoti zii-zii uriko kure Chiiko chauri kuronga? Zvawakangoti zii-zii uriko kure Chiiko chauri kufunga uko? Chinguri wakandisiya dhiya wangu Chiiko chauri kufunga? Chinguri wakandisiya dhiya wangu Chiiko chaunomboronga? Zvaunongozofara kana ndauya Chiiko chauri kuita iwe? Kana usisandide nditaurirewo Kana usisandide ndinyeurirewo Kana usisandide nditaurirewo Zvawakangoti zii-zii mudiwa wangu Chiiko chauri kufunga uko? Zvawakangoti zii-zii madhiya wangu Chiiko chaunomboronga? Chinguri wakandisiya dhiya wangu Chiiko chauri kufunga iwe? Zvaunongozofara kana ndauya Chiiko chauri kuita? Chinguri wakandisiya dhiya wangu Chiiko chinokunakidza? Zvimwe hauchandide nditaurirewo Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo Zvimwe hauchandide nditaurirewo Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo Zvimwe hauchandide nditaurirewo Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out