Lyrics

Mwanangu (mwanangu, mwanangu, mwanangu) Milli (Milli, Milli, Milli) Mwanangu (mwanangu, mwanangu, mwanangu) Mwanangu (mwanangu, mwanangu) Mwanangu Chiramwiwa Enda, nechipo chawapiwa Asi usakanganwa nzira yekumba Mwanangu (mwanangu, mwanangu) Mwanangu Chiramwiwa Enda, nechipo chawapiwa Asi usakanganwa nzira yekumba Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana Chimwe chana Chimwe chana changu chakarova chana Chimwe chana Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana Chimwe chana Chimwe chana changu chakarova chana Chimwe chana Mwanangu (mwanangu, mwanangu) Chero tikapara pasi senjiva Chero ndakuona rimwe rezuva Chiramwiwa Mwanangu (mwanangu) Kuti uzowana chako cheziya Uchatanga watokumbira mweya Chiramwiwa Aika zve mwanangu Chiramwiwa Chiramwiwa Aika zve mwanangu Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana Chimwe chana Chimwe chana changu chakarova chana Chimwe chana Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana Chimwe chana Chimwe chana changu chakarova chana Chimwe chana Ndakabara ndikarera ndega Ndakabara ndikarera ndega Ndatetereka, Nedzimwe nyika Ndikati inzwai mai sarai Ndikati inzwai mai sarai Ini ndamberereka, ndedzimwe nyika Ndikati inzwai mai sarai Ndikati inzwai mai sarai Ndatetereka nedzimwe nyika Inzwai mai sarai, ndikati inzwai Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega) Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega) Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega) Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega) Maiti kumba kune nhamo Dzoka kumba, (mwanangu) huya ndikubaire gwayana, dzoka mwana Inga ndimi maiti ramba uchizama (chimwe chana) chana Chimwe chana changu chakarova chana (chimwe chana) Uchapepuka tazopesana (dzoka kumba) mwanangu huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana Uchapepuka tapesana (chimwe chana) Mwanangu (chimwe chana changu chakarova chana) Chimwe chana Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe? Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe? Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe? Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe? Uchapepuka tazopesana Dzoka kumba, (mwanangu) huya ndikubaire (baire gwayana) gwayana Dzoka mwana (ahhh) Maiti kumba kune nhamo (chimwe chana) mwana (Chimwe chana changu) changu chakarova chana (Chimwe chana) chana, chana (Dzoka kumba) mwana huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana, (mwana) Inga ndimi maiti ramba uchizama (Chimwe chana) chana (Chimwe chana) changu chakarova chana (Chimwe chana) chana, chana
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out