Lyrics

Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa (U-udheliwami) Vaingoti hushamwari, haana basa Jahman Haakuroore Jahman, Ring-pan-thing and no worry Vanotivenga no worry, handina mota handina mari Chandinoda shamwari, rudo rwako kusvika nariini (Now remix) its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa (mhai) Its only you ndinokuvimbisa (imwe mbeu) Baby wangu uri hurungudo Pamwe tiri vadiki asi chikuru rudo Mwana uyu ndinomuda aish ndinomuda Handife ndamukanya samukuru gudo Parudo ndiri pro, hapana anondimisa Saka baby ndoku pro-miser Ndiwe wega wandinoda, nyatso easer I know love is blind, maziso acho ndeehwiza Anoda kukutora ndomubata panorwadza iwe iwe 'Cause handigone newe, ndingatotadza newe Ndoganza newe the love of my life Usatye hako handizi dofo, ndiri do-five Kana une nzara aiwa usakwate Ndipe fon ndibate, Boss Tate Kana uchida braai aiwa haishate Tinodya maguru, tofamba nematate Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Ah, ganda rako rakatsetseka Ndichangoramba ndakatendeka Eheka kurambana kweteka Kunge kuClub, love yedu iri kuyendeka Ndokuda kusina Zesa 'cause wakabaka Apa kuface wakanaka Ndichauya baby, ndobisa mombe Zvavanosasa hazvinei saSakarombe Vaingoti hushamwari (ai) haana basa Jahman (mhai Haakuroore Jahman (mhai) Ring-pan-thing and no worry (ma1 boys) Vanotienga no worry (no) handina mota handina mari (bhoo) Chandinoda shamwari (yo) rudo rwako kusvika nariini (fine) Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa Its only you ndinokuvimbisa
Writer(s): Jordan Mangwiro, Tinashe Ginzara Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out