Lyrics

Njanja Express, ichechi yepanze haizari Rina manyanga hariputirwe Rina manyanga hariputirwe Kana rafunga zvekubuda rinotunga bepa Kana rafunga zvekubuda rinotunga bepawo Pastor vapedza vakadzi muchechi Pastor vapedza vakadzi muchechi Vachitora mari dzemupiro vachidya naMary Vachitora mari dzechegumi vachidya naMary Asi kana nguva yakwana zvichabuda chete Asi kana nguva yakwana zvichabuda chete Zvandigumbura Pese pese pavanoparidza inyaya dzemari Mukanzwa vachirova ndimi unoti vatumwa Apa riri shavi reumbavha rinenge rabata Pamwe nemisoro yemagora yavakaromba Asi kana nguva yakwana zvichabuda chete Asi kana nguva yakwana zvichabuda chete Zvandigumbura Nemi vakadzi muchinyanya kuda kushandirwa Nemi vakadzi muchinyanya kuda kushandirwa Chero pamashaya munyu kumaporofita Chero pamashaya munyu kumaporofita Kutadza kuhodha mabanana muchitengesawo Kutadza kuhodha mabanana muchitengesawo Saka muchinyeperwa Hameno vanoda kuendako tangai magaya Mungazoguma makandiwa musango Hameno vanoda kuendako tangai magaya Mungazoguma makandiwa musango Hameno vanoda kuendako tangai magaya Mungazoguma makandiwa musango Hameno vanoda kuendako tangai magaya Mungazoguma makandiwa musango Atove masvandikongonya kuyevana kwevakarambana zvandigumbura Atove masvandikongonya kuyevana kwevakarambana zvandigumbura Amai mwana havachauyeko vave kunamatira mumba zvandigumbura Amai mwana havachauyeko vave kunamatira mumba zvandigumbura Ukaona baba vakati nzve-e, amai kumasowe wotoshaya zvinombofamba sei Ukaona baba vakati nzve-e, amai kumasowe wotoshaya zvinombofamba sei Vakadzi mapandutswa Zvamunogara muchingopfimba vakadzi vevamwe seiko, Pastor musadaro Mandigumbura, mandigumbura, mandigumbura, mandigumbura Mandigumbura Mandigumbura, mandigumbura, mandigumbura, mandigumbura Mukanzwa vachirova ndimi unoti vatumwa Mukanzwa vachirova ndimi unoti vatumwa Apa riri shavi rehumbavha rinenge rabata Apa riri shavi rehumbavha rinenge rabata Pamwe nemisoro yemagora yavakaromba Pamwe nemisoro yemagora yavakaromba Zvandigumbura Mero, mero, mero,mero Ndanhonga nzungu dzakakangwa mukati meEverest How can I cross the river Jordan Without one cup of tea nezimbambaira muplate baba? Your bin gossiper the lightens prodigation, hepete nhamba dzangu Kupfugama kumasowe kwakanaka Kana muchizopfugamira varume kudzimba Kupfugama kumasowe kwakanaka Kana muchizopfugamira varume kudzimba Kupfugama kumasowe kwakanaka Kana muchizopfugamira varume kudzimba Kupfugama kumasowe kwakanaka Kana muchizopfugamira varume kudzimba
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out