Lyrics

Zvenyu vasikana makakombererwa Zvenyu vasikana, Mwari ngaave nemi Zvenyu vasikana makakombererwa Imimi vasikana, Mwari ngaave nemi Zvenyu vakomana makakombererwa Zvenyu vakomana, Mwari ngaave nemi Munowana vana vekutuma kuchitoro Munowana vana vekurasa mumabhini Zve muchiwana vana vekurasa mumasango Muchiwana vamwezve vanosara vachiti mai Munowana vana vekutuma kuchitoro Munowana vana vekurasa mumabhini Zve muchiwana vana vekurasa mumasango Muchiwana vamwezve vanosara vachiti mai Vasikana, vasikana, vasikana Nyasha dzaMwari ngadzive nemi Vasikana, vasikana, vasikana Nyasha dzaMwari ngadzive nemi Variko vanhu vaichemera mwana anenge iyeye Havasati vawana Variko vanhu vaikumbira mwana anenge iyeye Haasati asvika Chari iripo Bota riripo Musha uripo Asi mwana haapo Zita riripo Mutupo uripo Pfuma iripo Asi mwana haapo Kudya kuripo Imba iripo Zvese zviripo Asi mwana haapo Vasikana, vasikana, vasikana Nyasha dzaMwari ngadzive nemi Vakomana, vakomana, vakomana Nyasha dzaMwari ngadzive nemi Vachinge vakusiya, baba vemwana Chengeta mwana, ndiye achazova baba Vachinge vakuramba, baba vemwana Chengeta mwana, ndiye achazova baba Tarira Hagga ari ega nemwana Musango nemwana, haana kumusiya Hona uyo Hagga ari ega nemwana Musango nemwana, haana kumusiya Moyo uchirwadza Moyo wekubereka Musango nemwana, haana kumusiya Moyo uchirwadza Achiziya nenyota Musango nemwana, haana kumusiya Vakomana, vakomana, vakomana Nyasha dzaMwari ngadzive nemi Vasikana, vasikana, vasikana Nyasha dzaMwari ngadzive nemi Imimi vasikana makakombererwa Imimi vasikana, Mwari ngaave nemi Zvenyu vakomana makakombererwa Imimi vakomana, Mwari ngaave nemi Munowana vana vekutuma kuchitoro Munowana vana vekurasa mumabhini Zve muchiwana vana vekurasa mumasango Muchiwana vamwezve vanosara vachiti mai Munowana vana vekutuma kuchitoro Munowana vana vekurasa mumabhini Zve muchiwana vana vekurasa mumasango Muchiwana vamwezve vanosara vachiti mai Vasikana, vasikana, vasikana Nyasha dzaMwari ngadzive nemi Vakomana, vakomana, vakomana Nyasha dzaMwari ngadzive nemi Vakomana, vakomana, vakomana Nyasha dzaMwari ngadzive nemi Vachinge vakuramba, baba vemwana Chengeta mwana, ndiye achazova baba Tarira Hagga ari ega nemwana Musango nemwana, haana kumusiya Hona uyo Hagga ari ega nemwana
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out