Lyrics
(Body Slam Records) ndomukwa
Hot Property (hezvo)
Nyatsocheka ma-settings ma-runnings
Ma-number manyowani, iwe PTK
Ndini here wamanga makamirira?
Ndiri kushamisika mese muchidaira
Ndoda kuona muchifara kana ngoma yorira
Hameno ndekupi kwazvichagumira
Hona zvatanga saka honai
Ngoma ndaimba saka tambai
Vanga vakarara saka mukai
Ini ndauya saka farai
Hona zvatanga saka honai
Ngoma ndaimba saka tambai
Vanga vakarara saka mukai
Ini ndauya saka farai
Vanhu vaya vaungana gwenyambira simuka (oo-ooh)
Ushe madzoro ndombotongawo (oo-oohh)
Tanga tanzwa nekuchema saka tombofarawo (oo-oohh)
Vese vanga vakarara saka mukaiwo (oo-oohh)
Hona zvatanga saka honai
Ngoma ndaimba saka tambai
Vanga vakarara saka mukai
Ini ndauya saka farai
Hona zvatanga saka honai
Ngoma ndaimba saka tambai
Vanga vakarara saka mukai
Ini ndauya saka farai
Kuti ndiuye kuno ndirove magitare
Vasikana nemajaya mese huyai tifare
Ngoma yacho inotambika saka handinganyare (ooh)
Ngoma yacho ikutambika samare
Ungatodzokera kumba usina mare
Vataurire kuti taibvira kare
Ndiko kutamba kwedu kuno hatirare
Hona zvatanga saka honai
Ngoma ndaimba saka tambai
Vanga vakarara saka mukai
Ini ndauya saka farai
Hona zvatanga saka honai
Ngoma ndaimba saka tambai
Vanga vakarara saka mukai
Ini ndauya saka farai
Vanhu vaya vaungana gwenyambira simuka (oo-ooh)
Ushe madzoro ndombotongawo (oo-oohh)
Tanga tanzwa nekuchema saka tombofarawo (oo-oohh)
Vese vanga vakarara saka mukaiwo (oo-oohh)
Hona zvatanga saka honai
Ngoma ndaimba saka tambai
Vanga vakarara saka mukai
Ini ndauya saka farai
Hona zvatanga saka honai
Ngoma ndaimba saka tambai
Vanga vakarara saka mukai
Ini ndauya saka farai
Kuti ndiuye kuno ndirove magitare
Vasikana nemajaya mese huyai tifare
Ngoma yacho inotambika saka handinganyare (ooh)
Ngoma yacho ikutambika samare
Ungatodzokera kumba usina mare
Vataurire kuti taibvira kare
Ndiko kutamba kwedu kuno hatirare
Hona zvatanga saka honai
Ngoma ndaimba saka tambai
Vanga vakarara saka mukai
Ini ndauya saka farai
Hona zvatanga saka honai
Ngoma ndaimba saka tambai
Vanga vakarara saka mukai
Ini ndauya saka farai
Lyrics powered by www.musixmatch.com