Lyrics

Hee, nhai baba vari kumusoro kudenga Ndine meso anovava nemisodzi kujenga Hee, nhai Baba vari kumusoro kudenga Ndine meso anovava nemisodzi kujenga Handizivi kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera? Handizivi kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera? Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Haiwa ndoenda Mambo (haiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Baba (haiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (haiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Baba (haiwa ndoenda) Haiwa huya uone Babawe (haiwa ndoenda) Haiwa huya uone Mambo (haiwa ndoenda) Haiwa huya uone Babawe (haiwa ndoenda) Haiwa huya uone Mambo (haiwa ndoenda) Ndine meso anovava nemisodzi kujenga Haiyaya iyaiya iya musanditongera rufu Mambo (Haiyaya iyaiya iya musanditongera rufu Mambo) Hauwolyerere handidi kufira mugehena (Handidi kufira mugehena) Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera? Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera? Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Haiwa ndoenda Mambo (haiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Baba (haiwa ndoenda) Haiwa ndoenda baba (haiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Baba (haiwa ndoenda) Haiwa huya uone Babawe (haiwa ndoenda) Haiwa huya uone Mambo (haiwa ndoenda) Haiwa huya uone Babawe (haiwa ndoenda) Haiwa huya uone Mambo (haiwa ndoenda) Ndine meso anovava nemisodzi kujenga Kunyangwe mukatora izwi rangu Mambo Hakuna anoramba, ndimi munodzika mutemo Kunyangwe mukatora mweya wandinofema Hakuna anoramba, ndimi munodzika mutemo Haiyaya iyaiya iya musanditongera rufu Mambo (Haiyaya iyaiya iya musanditongera rufu Mambo) Hawuheere, handidi kufira mugehena (Handidi kufira mugehena) Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera? Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera? Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe Haiwa ndoenda Mambo (haiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Baba (haiwa ndoenda) Haiwa ndoenda Mambo (haiwa ndoenda) Haiwa ndoenda (haiwa ndoenda) Haiwa huya uone Babawe (haiwa ndoenda) Haiwa huya uone Mambo (haiwa ndoenda) Haiwa huya uone Babawe (haiwa ndoenda) Haiwa huya uone Mambo (haiwa ndoenda)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out